🡅 🡇 🞮

KURE KUMUSHA

Hamuchazochemi zvekare. Izaya 30:19

An­nie Smith, 1853 (How Far from Home?); muturikiri haazivikanwi.

Mumhanzi: Haazivikanwe (🔊 ).

A kurekure kumusha? Ndabvunza murindi, ati,
Usiku hurikupera, kwakuda kuyedza.
Usacheme, kurumidza, Mutewere kusimbira;
Muchasvika mukupenya hakuna kupera.

Ndabvunza kune mukani, anerwiyo rwekushinga,
Ngekushinga ndinokana, Hondo ichapera.
Musacheme, mutiwire, dakara basa rapera;
Tinooziwa tinechipo, Kuti takurira.

Ndabvunzazve pasi, zuva, Zvese zvakandipindura;
Nguva irikundopera, Jesu anouya.
Musacheme, zviwonisozve zviri kutinyewera,
Zvisikwa zvese zvinoda Tsuri imborira.

Tiripatyo nekumusha, Kunofadza kutondera;
Chifarai imwi vafambi, Bvisanyiwo kutya.
Musacheme, tisangane apo kusina kuneta,
Zviyedzo’zvo zvakapera, Tasvika kumusha.